Eksodo 32:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Tenzi akati kuna Mosesi, “Ndaona zvino kuti vaIsiraeri ava itsvuuramuromo dzavanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Ndatarira ʋanhu aʋa, ndaʋona kuti ʋanhu ʋanemitsipa mikukutu; See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Ndatarira vanhu ava, ndaona kuti vanhu vane mitsipa mikukutu; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Tenzi akati kuna Mosesi, “Ndaona zvino kuti vaIsiraeri ava itsvuuramuromo dzavanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Tenzi akati kuna Mosesi, “Ndaona zvino kuti vaIsiraeri ava itsvuuramuromo dzavanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Jehovha akati kuna Mozisi, “Ndaona vanhu ava, uye vanhu vane mitsipa mikukutu. See the chapter |