Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 32:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Tenzi akati kuna Mosesi, “Chiburuka mugomo muno nokuti vanhu vako vawakaburitsa kunyika yeIjipiti vaipa, vaenda mutome;

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino Jehova akataura naMosesi, akati: Enda, ɓuruka, nokuti ʋanhu ʋako, ʋawaɓuɗisa munyika yeEgipita, ʋaɀitadzira.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino Jehovha akataura naMosesi akati, “Enda, buruka, nokuti vanhu vako, vawakabudisa munyika yeIjipiti, vazvitadzira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Tenzi akati kuna Mosesi, “Chiburuka mugomo muno nokuti vanhu vako vawakaburitsa kunyika yeIjipiti vaipa, vaenda mutome;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Tenzi akati kuna Mosesi, “Chiburuka mugomo muno nokuti vanhu vako vawakaburitsa kunyika yeIjipiti vaipa, vaenda mutome;

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Buruka, nokuti vanhu vako, vawakabudisa muIjipiti, vaora.

See the chapter Copy

Eksodo 32:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements