Eksodo 32:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Aroni achiona izvi akavaka atari pamberi pechimhuru chiye, akadaidzira shoko rokuti, “Mangwana tichaitira Tenzi mabiko.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Aroni wakati aciɀiʋona, akaʋaka artari pamberi payo, Aroni akaɗanidzira, akati: Maŋgwana mutambo ucaʋa’po kunaJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Aroni wakati achizviona, akavaka atari pamberi payo, Aroni akadanidzira, akati, “Mangwana mutambo uchavapo kuna Jehovha.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Aroni achiona izvi akavaka atari pamberi pechimhuru chiye, akadaidzira shoko rokuti, “Mangwana tichaitira Tenzi mabiko.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Aroni achiona izvi akavaka atari pamberi pechimhuru chiye, akadaidzira shoko rokuti, “Mangwana tichaitira Tenzi mabiko.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Aroni akati aona izvi, akavaka aritari pamberi pemhuru iya akazivisa vanhu kuti, “Mangwana kuchava nomutambo kuna Jehovha.” See the chapter |