Eksodo 32:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Saizvozvo Mosesi akadzokera kuna Tenzi akasvikoti, “VaIsiraeri vakapara chitadzo chikuru kwazvo. Vakazvigadzirira vamwari vendarama vakavanamata. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Mosesi akadzokera kunaJehova, akati: Haiwa, ʋanhu aʋa ʋakatadza nokutadza kukuru, ʋakaɀiitira ʋamŋari ʋendarama; See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Mosesi akadzokera kuna Jehovha, akati, “Haiwa, vanhu ava vakatadza nokutadza kukuru, vakazviitira vamwari vendarama; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Saizvozvo Mosesi akadzokera kuna Tenzi akasvikoti, “VaIsiraeri vakapara chitadzo chikuru kwazvo. Vakazvigadzirira vamwari vendarama vakavanamata. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Saizvozvo Mosesi akadzokera kuna Tenzi akasvikoti, “VaIsiraeri vakapara chitadzo chikuru kwazvo. Vakazvigadzirira vamwari vendarama vakavanamata. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Saka Mozisi akadzokera kuna Jehovha akati, “Haiwa vanhu ava vaita chivi chikuru sei! Vazviitira vamwari vegoridhe. See the chapter |