Eksodo 32:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Aroni ndokuti, “Musandivirukire zvenyu nehasha changamire. Imi munoziva kuti vanhu ava vanhu vane mwoyo wakaipa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Aroni akati: Shuŋgu dzashe waŋgu ŋgadzirege kumuka hadzo; munoziʋa ʋanhu aʋa, kuti ʋanoŋgoɗa kutadza. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Aroni akati, “Shungu dzashe wangu ngadzirege kumuka hadzo; munoziva vanhu ava, kuti vanongoda kutadza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Aroni ndokuti, “Musandivirukire zvenyu nehasha changamire. Imi munoziva kuti vanhu ava vanhu vane mwoyo wakaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Aroni ndokuti, “Musandivirukire zvenyu nehasha changamire. Imi munoziva kuti vanhu ava vanhu vane mwoyo wakaipa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Aroni akapindura akati, “Regai kutsamwa, ishe wangu. Munoziva kuti vanhu ava vanorerekera sei pakutadza. See the chapter |