Eksodo 32:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mosesi akabvunza Aroni achiti, “Vanhu ava vakaitei chaizvo kwauri chakakuita kuti uvapinze muchitadzo chakaipa chikadai?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Mosesi akati kunaAroni: Ʋanhu aʋa ʋakakuitireiko, ɀawaʋuyisa ciʋi ici cikuru pamsoro paʋo? See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Mosesi akati kuna Aroni, “Vanhu ava vakakuitireiko, zvawauyisa chivi ichi chikuru pamusoro pavo?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mosesi akabvunza Aroni achiti, “Vanhu ava vakaitei chaizvo kwauri chakakuita kuti uvapinze muchitadzo chakaipa chikadai?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Mosesi akabvunza Aroni achiti, “Vanhu ava vakaitei chaizvo kwauri chakakuita kuti uvapinze muchitadzo chakaipa chikadai?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Akati kuna Aroni, “Ko vanhu ava vakaiteiko kwauri, zvawakavatungamirira muchivi chikuru zvakadai?” See the chapter |