Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 32:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Aroni ndokuvati, “Endai mubvise mhete dzendarama dziri panzeve dzamadzimai enyu nedzavana venyu vakomana navasikana, muuye nadzo kwandiri.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ɀino Aroni akati kwaʋari: Gurai ɀindori ɀendarama ɀiri panzeʋe dzaʋakadzi ʋenyu nedzaʋanakomana ʋenyu naʋanasikana ʋenyu, muʋuye naɀo kwandiri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Zvino Aroni akati kwavari, “Gurai zvindori zvendarama zviri panzeve dzavakadzi venyu nedzavanakomana venyu navanasikana venyu, muuye nazvo kwandiri.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Aroni ndokuvati, “Endai mubvise mhete dzendarama dziri panzeve dzamadzimai enyu nedzavana venyu vakomana navasikana, muuye nadzo kwandiri.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Aroni ndokuvati, “Endai mubvise mhete dzendarama dziri panzeve dzamadzimai enyu nedzavana venyu vakomana navasikana, muuye nadzo kwandiri.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Aroni akavapindura akati, “Bvisai mhete dzegoridhe dzakapfekwa navakadzi venyu, vanakomana venyu navanasikana venyu mugouya nadzo kwandiri.”

See the chapter Copy

Eksodo 32:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements