Eksodo 32:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Joshuwa akanzwa vanhu vachiita mheremhere akataura naMosesi achiti, “Ndiri kunzwa mheremhere kumatendhe, inenge yavanhu vari kurwa hondo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino Joshua wakati acinzwa mhere‐mhere yaʋanhu ʋanopururudza, akati kunaMosesi: Kunemhere‐mhere yokurwa kumisasa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Zvino Joshua wakati achinzwa mhere-mhere yavanhu vanopururudza, akati kuna Mosesi, “Kune mhere-mhere yokurwa kumisasa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Joshuwa akanzwa vanhu vachiita mheremhere akataura naMosesi achiti, “Ndiri kunzwa mheremhere kumatendhe, inenge yavanhu vari kurwa hondo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Joshuwa akanzwa vanhu vachiita mheremhere akataura naMosesi achiti, “Ndiri kunzwa mheremhere kumatendhe, inenge yavanhu vari kurwa hondo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Joshua akati anzwa mheremhere yavanhu vaidanidzira, akati kuna Mozisi, “Mune ruzha rwehondo mumusasa.” See the chapter |