Eksodo 3:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Ndichaita kuti vaIjipiti vakuitirei zvakanaka, nokudaro pamunozoenda, hamuzoendi musina chamunacho. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ndicapa ʋanhu aʋa nyasha pamberi paʋaEgipita, kuti kana mucizoenda, murege kuenda musinecinhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Ndichapa vanhu ava nyasha pamberi pavaIjipiti, kuti kana muchizoenda, murege kuenda musina chinhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Ndichaita kuti vaIjipiti vakuitirei zvakanaka, nokudaro pamunozoenda, hamuzoendi musina chamunacho. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Ndichaita kuti vaIjipiti vakuitirei zvakanaka, nokudaro pamunozoenda, hamuzoendi musina chamunacho. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “Uye ndichaita kuti vaIjipita vaitire vanhu ava nyasha, zvokuti pamunoenda hamuendi musina chinhu. See the chapter |