Eksodo 29:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Unocheka-cheka hondohwe iyoyo, wosuka zvose zvomukati mayo namazondo ayo, woisa izvozvo zvose pamwechete namapandi enyama pamusoro wayo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ipapo ucekanye gondobge, nokusuka ʋura bgaro, namakumbo aro, uise iɀoɀo pamŋe cete nenhindi dzaro, nomusoro waro. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Ipapo uchekanye gondohwe, nokusuka ura hwaro, namakumbo aro, uise izvozvo pamwechete nenhindi dzaro nomusoro waro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Unocheka-cheka hondohwe iyoyo, wosuka zvose zvomukati mayo namazondo ayo, woisa izvozvo zvose pamwechete namapandi enyama pamusoro wayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Unocheka-cheka hondohwe iyoyo, wosuka zvose zvomukati mayo namazondo ayo, woisa izvozvo zvose pamwechete namapandi enyama pamusoro wayo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ucheke gondobwe kuita muzvidimbu zvidimbu uye ugosuka zvomukati, uye makumbo, uchiaisa pamwe chete nomusoro nezvimwe zvidimbu. See the chapter |