Eksodo 29:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 “Izvi ndizvo zvauchaita kuna Aroni navanakomana vake paunovateketerera kwandiri kuti vandiitire basa roupristi. Unotora handira ichiri duku imwechete nehondohwe mbiri dzisina chinoshoreka padziri, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ndico cinhu caunofanira kuʋaitira kuti uʋaite ʋatȿene, ʋandishumire paɓasa roʋuprista: Utore nzombe imŋe ɗuku; namakondobge maʋiri asinemhoȿa, See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 “Zvino ndicho chinhu chaunofanira kuvaitira kuti uvaite vatsvene, vandishumire pabasa roupristi: Utore nzombe imwe duku; namakondohwe maviri asina mhosva, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 “Izvi ndizvo zvauchaita kuna Aroni navanakomana vake paunovateketerera kwandiri kuti vandiitire basa roupristi. Unotora handira ichiri duku imwechete nehondohwe mbiri dzisina chinoshoreka padziri, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 “Izvi ndizvo zvauchaita kuna Aroni navanakomana vake paunovateketerera kwandiri kuti vandiitire basa roupristi. Unotora handira ichiri duku imwechete nehondohwe mbiri dzisina chinoshoreka padziri, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 “Izvi ndizvo zvaunofanira kuita kuti uvanatse, kuti vandishumire savaprista: Utore hando duku namakondobwe maviri asina chinongo. See the chapter |