Eksodo 28:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Kachange kari pahuma yaAroni. Mhaka dzinenge dzaparwa navaIsiraeri pavanopira mipiro yavo mitsvene dzichange dzichitakurwa naAroni. Ngakarambe kari pahuma yake kuti igamuchirwe naTenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ŋgariʋe pahuma yaAroni, Aroni atakure ɀakaipa ɀiŋgaʋa’po paɀinhu ɀitȿene, ɀicaitwa ɀitȿene naʋana ʋaIsraeri paɀipo ɀaʋo ɀitȿene ɀose; rinofanira kugara pahuma yake ŋguʋa dzose, kuti iʋo ʋagamucirwe pamberi paJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 Ngarive pahuma yaAroni, Aroni atakure zvakaipa zvingavapo pazvinhu zvitsvene, zvichaitwa zvitsvene navana vaIsiraeri pazvipo zvavo zvitsvene zvose; rinofanira kugara pahuma yake nguva dzose, kuti ivo vagamuchirwe pamberi paJehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Kachange kari pahuma yaAroni. Mhaka dzinenge dzaparwa navaIsiraeri pavanopira mipiro yavo mitsvene dzichange dzichitakurwa naAroni. Ngakarambe kari pahuma yake kuti igamuchirwe naTenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 Kachange kari pahuma yaAroni. Mhaka dzinenge dzaparwa navaIsiraeri pavanopira mipiro yavo mitsvene dzichange dzichitakurwa naAroni. Ngakarambe kari pahuma yake kuti igamuchirwe naTenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Ichava pahuma yaAroni, uye iye achatakura mhosva dzingava pazvipo zvitsvene zvinotsaurwa navaIsraeri, zvingava zvipo zvipi hazvo. Zvichava pahuma yaAroni nguva dzose kuitira kuti zvigamuchirwe naJehovha. See the chapter |