Eksodo 28:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ngaive yakapetwa ruviri iine mativi mana akaenzana. Kureba nokufara kwayo ngakuite masendimita makumi maviri ana maviri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ŋgaiʋe nenhiʋi inna dzakaenzana, dzakaita mheto mbiri; kureɓa kwayo kuite sapanoȿika minwe, noʋupamhi bgayo sapanoȿika minwe ʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Ngaive nenhivi ina dzakaenzana, dzakaita mheto mbiri; kureba kwayo kuite sapanosvika minwe, noupamhi hwayo sapanosvika minwewo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ngaive yakapetwa ruviri iine mativi mana akaenzana. Kureba nokufara kwayo ngakuite masendimita makumi maviri ana maviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ngaive yakapetwa ruviri iine mativi mana akaenzana. Kureba nokufara kwayo ngakuite masendimita makumi maviri ana maviri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ngachienzane mativi ose ari mana, kureba kwacho sechanza choruoko uye upamhi hwakaita sechanza choruoko, uye chipetwe kaviri. See the chapter |