Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 26:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Unozogadzira zvokukochekeresa zvendarama makumi mashanu, ukochekedze machira maviri aya okudzikatirisa ave tendhe rimwechete.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Uite ʋo ɀikorekedzo ɀendarama ɀinamakumi mashanu, ugoɓatanidza macira neɀikorekedzo iɀoɀo, tabernakeri ciʋe cinhu cimŋe cete.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Uitewo zvikorekedzo zvendarama zvina makumi mashanu, ugobatanidza machira nezvikorekedzo izvozvo, tabhenakeri chive chinhu chimwe chete.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Unozogadzira zvokukochekeresa zvendarama makumi mashanu, ukochekedze machira maviri aya okudzikatirisa ave tendhe rimwechete.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Unozogadzira zvokukochekeresa zvendarama makumi mashanu, ukochekedze machira maviri aya okudzikatirisa ave tendhe rimwechete.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Ipapo ugoita zvikoreko zvegoridhe makumi mashanu uye uzvishandise kubatanidza zvidzitiro pamwe chete kuitira kuti tabhenakeri ive chinhu chimwe.

See the chapter Copy

Eksodo 26:6

Follow us:

Advertisements

Advertisements