Eksodo 26:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Unozogadzira zvokukochekeresa nazvo makumi mashanu zvendarira, ukochekedze machira maviri aye muzvishwe ave rimwechete. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Uite ʋo ɀikorekedzo ɀinamakumi mashanu ɀendarira, ugoisa ɀikorekedzo muɀiswe, uɓatanidze tente pamŋe cete, ciʋe cinhu cimŋe cete. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Uitewo zvikorekedzo zvina makumi mashanu zvendarira, ugoisa zvikorekedzo muzvishwe, ubatanidze tende pamwechete chive chinhu chimwe chete. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Unozogadzira zvokukochekeresa nazvo makumi mashanu zvendarira, ukochekedze machira maviri aye muzvishwe ave rimwechete. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Unozogadzira zvokukochekeresa nazvo makumi mashanu zvendarira, ukochekedze machira maviri aye muzvishwe ave rimwechete. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo ugoita zvikorekedzo zvendarira makumi mashanu ugozviisa muzvishwe kuti zvibatanidze tende pamwe chete chigova chinhu chimwe chete. See the chapter |