Eksodo 25:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Unofanira kugadzira teburu yamapuranga omuunga. Kureba kwayo ngakuite masendimita makumi masere ana masendimita masere, kufara kwayo kuchiita masendimita makumi mana ana masendimita mana, udzami hwayo huite masendimita makumi matanhatu ana masendimita matanhatu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ita ʋo tafura yamatanda omuakasia; kureɓa kwayo makubiti maʋiri, noʋupamhi bgayo kubiti rimŋe, nokukwirira kwayo kubiti rimŋe nehafu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 “Itawo tafura yamatanda omuakasia; kureba kwayo makubhiti maviri, noupamhi hwayo kubhiti nokukwirira kwayo kubhiti rimwe nehafu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Unofanira kugadzira teburu yamapuranga omuunga. Kureba kwayo ngakuite masendimita makumi masere ana masendimita masere, kufara kwayo kuchiita masendimita makumi mana ana masendimita mana, udzami hwayo huite masendimita makumi matanhatu ana masendimita matanhatu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 “Unofanira kugadzira teburu yamapuranga omuunga. Kureba kwayo ngakuite masendimita makumi masere ana masendimita masere, kufara kwayo kuchiita masendimita makumi mana ana masendimita mana, udzami hwayo huite masendimita makumi matanhatu ana masendimita matanhatu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “Uite tafura namatanda omuunga yakareba makubhiti maviri, kubhiti rimwe chete paupamhi uye kubhiti nehafu pakukwirira. See the chapter |