Eksodo 24:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mosesi akapinda mugore muya, akakwira mugomo. Akagaramo siku nesikati, kwamazuva makumi mana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Mosesi akapinda mukati megore, akakwira mugomo; Mosesi akagara mugomo mazuʋa anamakumi manna noʋusiku ʋunamakumi manna. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Mosesi akapinda mukati megore, akakwira mugomo; Mosesi akagara mugomo mazuva ana makumi mana nousiku una makumi mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mosesi akapinda mugore muya, akakwira mugomo. Akagaramo siku nesikati, kwamazuva makumi mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Mosesi akapinda mugore muya, akakwira mugomo. Akagaramo siku nesikati, kwamazuva makumi mana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo akapinda mugore paakanga achikwira mugomo. Uye akagara mugomo kwamazuva makumi mana nousiku huna makumi mana. See the chapter |