Eksodo 22:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 “Imi munofanira kuva vanhu vatsvene vakatsaurirweni, saka musadye nyama yechinhu chipi zvacho chinenge chaurayiwa nezvikara zvesango, asi ipai imbwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Imi munofanira kuʋa ʋanhu ʋatȿene kwandiri; naiɀoɀo hamufaniri kudya nyama yakabvamburwa neɀikara kusaŋgo, muikandire imbga. See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Imi munofanira kuva vanhu vatsvene kwandiri; naizvozvo hamufaniri kudya nyama yakabvamburwa nezvikara kusango, muikandire imbwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 “Imi munofanira kuva vanhu vatsvene vakatsaurirweni, saka musadye nyama yechinhu chipi zvacho chinenge chaurayiwa nezvikara zvesango, asi ipai imbwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 “Imi munofanira kuva vanhu vatsvene vakatsaurirweni, saka musadye nyama yechinhu chipi zvacho chinenge chaurayiwa nezvikara zvesango, asi ipai imbwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 “Munofanira kuva vanhu vangu vatsvene. Saka musadya nyama yechipfuwo chakabvamburwa nezvikara zvesango, muikandire kumbwa. See the chapter |