Eksodo 22:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 “Usashore Mwari, usamboti mutongi wako dai awana chinomuwana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Usatuka Mŋari, kana kushuridzira muɓati pakati paʋanhu ʋako. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Usatuka Mwari, kana kushuridzira mubati pakati pavanhu vako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 “Usashore Mwari, usamboti mutongi wako dai awana chinomuwana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 “Usashore Mwari, usamboti mutongi wako dai awana chinomuwana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “Usamhura Mwari kana kutuka mutongi wavanhu vako. See the chapter |