Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 22:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 “Usaitire mutorwa zvakaipa kana kumubata nenzira isina kunaka nokuti imi maivawo vatorwa munyika yeIjipiti.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Usaitira mutorwa ɀakaipa, kana kumumanikidza, nokuti nemi ʋo maiʋa ʋatorwa munyika yeEgipita.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Usaitira mutorwa zvakaipa, kana kumumanikidza, nokuti nemiwo maiva vatorwa munyika yeIjipiti.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 “Usaitire mutorwa zvakaipa kana kumubata nenzira isina kunaka nokuti imi maivawo vatorwa munyika yeIjipiti.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 “Usaitire mutorwa zvakaipa kana kumubata nenzira isina kunaka nokuti imi maivawo vatorwa munyika yeIjipiti.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 “Usabata mutorwa zvakaipa kana kumudzvinyirira, nokuti imi makanga muri vatorwa muIjipiti.

See the chapter Copy

Eksodo 22:21

Follow us:

Advertisements

Advertisements