Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 21:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Kana murume akamutengera kupa mwanakomana wake, ngaamuitire zvaangaitire mwanasikana wake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Kana akamuwanisa nomŋanakomana wake, unofanira kumuitira nenzira yaʋakunda.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Kana akamuwanisa nomwanakomana wake, anofanira kumuitira nenzira yavakunda.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Kana murume akamutengera kupa mwanakomana wake, ngaamuitire zvaangaitire mwanasikana wake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Kana murume akamutengera kupa mwanakomana wake, ngaamuitire zvaangaitire mwanasikana wake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Kana akamusarudzira mwanakomana wake, anofanira kumupa kodzero dzomwanasikana.

See the chapter Copy

Eksodo 21:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements