Eksodo 21:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Kana munhu akarova zino romuranda wake, wechirume kana wechikadzi, zino racho rikaguka, ngaasunungure muranda iyeyo pamusana pezino rake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Kana akaroʋa muranda wake kana murandakadzi wake, zino rake rikabva, unofanira kumurega kuti aende hake nokuɗa kwezino rake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Kana akarova muranda wake kana murandakadzi wake, zino rake rikabva, anofanira kumurega kuti aende hake nokuda kwezino rake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Kana munhu akarova zino romuranda wake, wechirume kana wechikadzi, zino racho rikaguka, ngaasunungure muranda iyeyo pamusana pezino rake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Kana munhu akarova zino romuranda wake, wechirume kana wechikadzi, zino racho rikaguka, ngaasunungure muranda iyeyo pamusana pezino rake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Uye kana akabvisa zino romurandarume kana romurandakadzi, anofanira kurega muranda aende akasununguka kuti atsive zino rake. See the chapter |