Eksodo 21:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Ngatiti varume vorwisana, vokuvadza mukadzi anenge akazvitakura obva abva pamuviri, asi osara asina kukuvadzwa zvakanyanya; murume anenge amukuvadza ngaaripiswe zvinenge zvarehwa nomurume womukadzi iyeyu, zviri zvinhu zvinobvumwawo nedare. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Kana ʋarume ʋakarwa, ʋakakuʋadza mukadzi unemimba, akashaya, asi asina‐kukuʋadzwa hake ɀikuru, iye unofanira kuripiswa seɀaanotarirwa nomurume womukadzi uyo; unofanira kuripa seɀinotarwa naʋatoŋgi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Kana varume vakarwa, vakakuvadza mukadzi ane mimba, akashaya, asi asina kukuvadzwa hake zvikuru, iye anofanira kuripiswa sezvaanotarirwa nomurume womukadzi uyo; anofanira kuripa sezvinotarwa navatongi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Ngatiti varume vorwisana, vokuvadza mukadzi anenge akazvitakura obva abva pamuviri, asi osara asina kukuvadzwa zvakanyanya; murume anenge amukuvadza ngaaripiswe zvinenge zvarehwa nomurume womukadzi iyeyu, zviri zvinhu zvinobvumwawo nedare. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 “Ngatiti varume vorwisana, vokuvadza mukadzi anenge akazvitakura obva abva pamuviri, asi osara asina kukuvadzwa zvakanyanya; murume anenge amukuvadza ngaaripiswe zvinenge zvarehwa nomurume womukadzi iyeyu, zviri zvinhu zvinobvumwawo nedare. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “Kana varume vachirwa vakarova mukadzi ane mimba uye akabereka gavamwedzi asi asina kukuvara zvakanyanya, nyakupara mhosva anofanira kuripiswa zvose zvazvo zvinodiwa nomurume wacho uye zvinobvumirwa nedare remhosva. See the chapter |