Eksodo 21:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi kana muranda iyeyo akazorarama zuva rimwechete kana maviri zvawo, tenzi wake haazorangwa nokuti muranda wacho anenge ari wake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Asi kana akararama zuʋa rimŋe kana maʋiri, haafaniri kutsibga; nokuti iye imari yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Asi kana akararama zuva rimwe kana maviri, haafaniri kutsiviwa; nokuti iye imari yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi kana muranda iyeyo akazorarama zuva rimwechete kana maviri zvawo, tenzi wake haazorangwa nokuti muranda wacho anenge ari wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Asi kana muranda iyeyo akazorarama zuva rimwechete kana maviri zvawo, tenzi wake haazorangwa nokuti muranda wacho anenge ari wake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 asi haafaniri kurangwa kana muranda akamuka shure kwezuva rimwe chete kana maviri, sezvo muranda ari mudziyo wake. See the chapter |