Eksodo 21:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Ani naani zvake anoba munhu achimutengesa, kana kuwanikwa ainaye, anofanira kuuraiwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Unoɓa munhu, akamuteŋgesa, kana ɀimŋe akawanikwa ari muruʋoko rwake, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Anoba munhu, akamutengesa, kana zvimwe akawanikwa ari muruoko rwake, zvirokwazvo anofanira kuurawa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Ani naani zvake anoba munhu achimutengesa, kana kuwanikwa ainaye, anofanira kuuraiwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 “Ani naani zvake anoba munhu achimutengesa, kana kuwanikwa ainaye, anofanira kuuraiwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “Ani naani anoba mumwe munhu uye akamutengesa kana kuti akawanikwa achinaye paanenge abatwa, anofanira kuurayiwa. See the chapter |