Eksodo 21:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Ani naani zvake anorova baba vake kana amai vake, anofanira kutofa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Unoroʋa ɓaɓa ʋake kana mai ʋake, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Anorova baba vake kana mai vake, zvirokwazvo anofanira kuurawa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Ani naani zvake anorova baba vake kana amai vake, anofanira kutofa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 “Ani naani zvake anorova baba vake kana amai vake, anofanira kutofa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “Ani naani anorova baba vake kana mai vake anofanira kuurayiwa. See the chapter |