Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 21:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asi kana akauraya munhu asina kuita zvokumuhwandira, zvangoitikawo iri tsaona, ngaatize andopotera kunzvimbo yandichasarudza kwaasingazourayiwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Asi kana munhu asina‐kumuʋandira, asi Mŋari aciŋge atendera kuti awire muruʋoko rwake, ndicakutarira nɀimbo kwaaŋgatizira.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Asi kana munhu asina kumuvandira, asi Mwari achinge atendera kuti awire muruoko rwake, ndichakutarira nzvimbo kwaangatizira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asi kana akauraya munhu asina kuita zvokumuhwandira, zvangoitikawo iri tsaona, ngaatize andopotera kunzvimbo yandichasarudza kwaasingazourayiwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Asi kana akauraya munhu asina kuita zvokumuhwandira, zvangoitikawo iri tsaona, ngaatize andopotera kunzvimbo yandichasarudza kwaasingazourayiwa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Kunyange zvakadaro hazvo, kana asingazviiti nobwoni, asi Mwari atendera kuti zviitike, iye anofanira kutizira kunzvimbo yandichatsaura.

See the chapter Copy

Eksodo 21:13

Follow us:

Advertisements

Advertisements