Eksodo 21:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kana akarega kumuitira zvinhu zvitatu izvozvi, mukadzi iyeyo ngaaende zvake pasina mari inoripwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Kana akasamuitira ɀinhu iɀi ɀitatu, unofanira kuɓuɗa hake asiŋgaripi cinhu, asiŋgaripi mari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Kana akasamuitira zvinhu izvi zvitatu, anofanira kubuda hake asingaripi chinhu, asingaripi mari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kana akarega kumuitira zvinhu zvitatu izvozvi, mukadzi iyeyo ngaaende zvake pasina mari inoripwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Kana akarega kumuitira zvinhu zvitatu izvozvi, mukadzi iyeyo ngaaende zvake pasina mari inoripwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Kana asingamupi zvinhu zvitatu izvi, anofanira kuenda akasununguka pasina kana mari yaanoripa. See the chapter |