Eksodo 19:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kwandiri ini, imi muchava nyika yavapristi, rudzi runoera. Izvi ndizvo zvaunofanira kutaurira vaIsiraeri.’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 mucaʋa kwandiri ʋushe bgaʋaprista, norudzi rutȿene. Ndiwo mashoko aunofanira kundoʋudza ʋana ʋaIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 muchava kwandiri ushe hwavapristi, norudzi rutsvene.’ Ndiwo mashoko aunofanira kundoudza vana vaIsiraeri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kwandiri ini, imi muchava nyika yavapristi, rudzi runoera. Izvi ndizvo zvaunofanira kutaurira vaIsiraeri.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kwandiri ini, imi muchava nyika yavapristi, rudzi runoera. Izvi ndizvo zvaunofanira kutaurira vaIsiraeri.’ ” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 muchava kwandiri umambo hwavaprista uye rudzi rutsvene.’ Aya ndiwo mashoko aunofanira kutaura kuvaIsraeri.” See the chapter |