Eksodo 19:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Iwe unofanira kutarira vanhu muganho unoripoteredza kuti varege kudarika muganho iwoyo vachikwira mugomo kana kuswedera mujinga maro. Kuwana anorigunzva anotourayiwa chete. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Iwe utarire ʋanhu miganhu yakaʋapoteredza, uti kwaʋari: Cenjerai kuti murege kukwira mugomo, kana kuɓata jiŋga raro; aninani unoɓata gomo ucaʋurawa ɀirokwaɀo; See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Iwe utarire vanhu miganhu yakavapoteredza, uti kwavari, ‘Chenjerai kuti murege kukwira mugomo, kana kubata jinga raro; ani naani anobata gomo achaurawa zvirokwazvo’; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Iwe unofanira kutarira vanhu muganho unoripoteredza kuti varege kudarika muganho iwoyo vachikwira mugomo kana kuswedera mujinga maro. Kuwana anorigunzva anotourayiwa chete. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Iwe unofanira kutarira vanhu muganho unoripoteredza kuti varege kudarika muganho iwoyo vachikwira mugomo kana kuswedera mujinga maro. Kuwana anorigunzva anotourayiwa chete. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Uisire vanhu miganhu yakapoteredza gomo ugovaudza kuti, ‘Chenjerai kuti murege kukwira mugomo kana kubata mujinga maro. Ani naani achabata gomo achaurayiwa, zvirokwazvo. See the chapter |