Eksodo 18:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jetero akanga afanotuma shoko kuna Mosesi rokuti, “Ini, vatezvara vako, ndiri kuuyako nomudzimai wako navanakomana vake vaviri.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 akati kunaMosesi: Ini mukarabga wako, Jetero, ndaʋuya kwauri nomukadzi wako naʋanakomana ʋake ʋaʋiri ʋanaye. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 akati kuna Mosesi, “Ini mukarahwa wako, Jeturo, ndauya kwauri nomukadzi wako navanakomana vake vaviri vanaye.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jetero akanga afanotuma shoko kuna Mosesi rokuti, “Ini, vatezvara vako, ndiri kuuyako nomudzimai wako navanakomana vake vaviri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Jetero akanga afanotuma shoko kuna Mosesi rokuti, “Ini, vatezvara vako, ndiri kuuyako nomudzimai wako navanakomana vake vaviri.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Jeturo akanga atumira shoko kwaari achiti, “Ini, tezvara wako Jeturo, ndiri kuuya kwauri nomukadzi wako navanakomana vako vaviri.” See the chapter |