Eksodo 18:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Mosesi akaonekana navatezvara vake. Vatezvara ava vakadzokera kunyika kwavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino Mosesi akatendera mukarabga wake kuenda hake; iye akaenda kunyika yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Zvino Mosesi akatendera mukarahwa wake kuenda hake; iye akaenda kunyika yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Mosesi akaonekana navatezvara vake. Vatezvara ava vakadzokera kunyika kwavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Mosesi akaonekana navatezvara vake. Vatezvara ava vakadzokera kunyika kwavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Ipapo Mozisi akatendera tezvara vake kuti vaende havo, uye Jeturo akadzokera kunyika yake. See the chapter |