Eksodo 18:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 uvewo wokuvatsanangurira mitemo nemirao, uchivadzidzisa mugariro wakanaka nezvavanosungirwa kuita. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 uʋadzidzise ɀakatemŋa nemirairo, uʋaratidze nzira yaʋanofanira kufamba nayo, neɓasa raʋanofanira kuita. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 uvadzidzise zvakatemwa nemirairo, uvaratidze nzira yavanofanira kufamba nayo, nebasa ravanofanira kuita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 uvewo wokuvatsanangurira mitemo nemirao, uchivadzidzisa mugariro wakanaka nezvavanosungirwa kuita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 uvewo wokuvatsanangurira mitemo nemirao, uchivadzidzisa mugariro wakanaka nezvavanosungirwa kuita. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Uvadzidzise mitemo nemirayiro, ugovaratidza nzira yokurarama namabasa avanofanira kuita. See the chapter |