Eksodo 18:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Zvino chirega ndikupe zano, dai Mwari akakubatsira. Iwe chiva mumiriri wavaIsiraeri kuna Mwari, wokuturira mhosva dzavo kwaari, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Terera ɀino inzwi raŋgu, ndikurairire, Mŋari agoʋa newe. Iwe umirire ʋanhu pamberi paMŋari, uise mashoko aʋo kunaMŋari; See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Teerera zvino izwi rangu, ndikurairire, Mwari agova newe. Iwe umirire vanhu pamberi paMwari, uise mashoko avo kuna Mwari; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Zvino chirega ndikupe zano, dai Mwari akakubatsira. Iwe chiva mumiriri wavaIsiraeri kuna Mwari, wokuturira mhosva dzavo kwaari, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Zvino chirega ndikupe zano, dai Mwari akakubatsira. Iwe chiva mumiriri wavaIsiraeri kuna Mwari, wokuturira mhosva dzavo kwaari, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Nditeerere iye zvino ndigokupa zano, uye Mwari ngaave newe. Unofanira kuva mumiririri wavanhu pamberi paMwari uye ugouyisa magakava avo kwaari. See the chapter |