Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 16:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Mosesi naAroni vakaudza vaIsiraeri vose vachiti, “Nhasi manheru muchaziva kuti Tenzi ndiye akakuburitsai muIjipiti.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ɀino Mosesi naAroni ʋakati kuʋana ʋaIsraeri ʋose: Maɗekwana mucaziʋa kuti Jehova ndiye wakakuɓuɗisai panyika yeEgipita.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Zvino Mosesi naAroni vakati kuvana vaIsiraeri vose, “Madekwana muchaziva kuti Jehovha ndiye akakubudisai panyika yeIjipiti.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Mosesi naAroni vakaudza vaIsiraeri vose vachiti, “Nhasi manheru muchaziva kuti Tenzi ndiye akakuburitsai muIjipiti.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Mosesi naAroni vakaudza vaIsiraeri vose vachiti, “Nhasi manheru muchaziva kuti Tenzi ndiye akakuburitsai muIjipiti.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Saka Mozisi naAroni vakati kuvaIsraeri vose, “Madekwana muchaziva kuti akanga ari Jehovha akakubudisai kubva muIjipiti,

See the chapter Copy

Eksodo 16:6

Follow us:

Advertisements

Advertisements