Eksodo 16:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pazuva rechinomwe vamwe vakaenda vachida kundononga chingwa chiya asi hapana chavakawana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino nezuʋa recinomŋe ʋamŋe ʋakaɓuɗa kundoɀiʋuŋganidza, asi haʋana‐kuwana cinhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Zvino nezuva rechinomwe vamwe vakabuda kunozviunganidza, asi havana kuwana chinhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pazuva rechinomwe vamwe vakaenda vachida kundononga chingwa chiya asi hapana chavakawana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Pazuva rechinomwe vamwe vakaenda vachida kundononga chingwa chiya asi hapana chavakawana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Kunyange zvakadaro hazvo, vamwe vanhu vakabuda kundounganidza nezuva rechinomwe, asi havana chavakawana. See the chapter |