Eksodo 16:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vaichinonga achiri mangwanani zuva nezuva mumwe nomumwe achinonga chaanokwana kudya pazuva. Asi chaiti kana zuva ropisa chonyakatika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋakaɀiʋuŋganidza maŋgwanani ose, mumŋe nomumŋe seɀaaidya; kana zuʋa ropisa ɀakanyakatika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Vakazviunganidza mangwanani ose, mumwe nomumwe sezvaaidya; kana zuva ropisa zvakanyakatika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vaichinonga achiri mangwanani zuva nezuva mumwe nomumwe achinonga chaanokwana kudya pazuva. Asi chaiti kana zuva ropisa chonyakatika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vaichinonga achiri mangwanani zuva nezuva mumwe nomumwe achinonga chaanokwana kudya pazuva. Asi chaiti kana zuva ropisa chonyakatika. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Mangwanani oga oga munhu mumwe nomumwe akaunganidza zvaimukwanira, uye zuva parakanga ropisa, zvakanyungudika. See the chapter |