Eksodo 16:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kuzoti dova riya raoma, kwakaonekwa zvimwe zvinhu zvidikidiki zvakaita samafefenhwa, zvakasara zvakati ware ware pasi murenje imomo zvichinge chando. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino ɗoʋa rakaŋga riri pasi rakati radzimuka, ʋakaʋona ɀinhu ɀiɗuku ɀakaʋuruŋgana ɀakaŋga ɀiri pasi murenje, ɀiɗuku secando pavu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Zvino dova rakanga riri pasi rikati radzimuka, vakaona zvinhu zviduku zvakaurungana zvakanga zviri pasi murenje, zviduku sechando pavhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kuzoti dova riya raoma, kwakaonekwa zvimwe zvinhu zvidikidiki zvakaita samafefenhwa, zvakasara zvakati ware ware pasi murenje imomo zvichinge chando. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kuzoti dova riya raoma, kwakaonekwa zvimwe zvinhu zvidikidiki zvakaita samafefenhwa, zvakasara zvakati ware ware pasi murenje imomo zvichinge chando. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Dova rakati rapera, mahwendefa matete akanga akaita samazaya echando akaonekwa pasi murenje. See the chapter |