Eksodo 16:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ava manheru kwakauya zvihuta zvizhinji zvikazara pamatendhe avo, mangwana acho dova rikafuma rakati ware ware panharaunda yamatendhe avo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino maɗekwana ɀihuta ɀikakwira, ɀikafukidza misasa; fume maŋgwana ɗoʋa rakaŋga rakapoteredza misasa See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Zvino madekwana zvihuta zvikakwira, zvikafukidza misasa; fume mangwana dova rakanga rakapoteredza misasa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ava manheru kwakauya zvihuta zvizhinji zvikazara pamatendhe avo, mangwana acho dova rikafuma rakati ware ware panharaunda yamatendhe avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ava manheru kwakauya zvihuta zvizhinji zvikazara pamatendhe avo, mangwana acho dova rikafuma rakati ware ware panharaunda yamatendhe avo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Madekwana iwayo zvihuta zvakauya zvikafukidza musasa, uye mangwanani pakanga pane dova rakapoteredza musasa. See the chapter |