Eksodo 15:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nehasha dzenyu makangoti furidzei, mvura ndiye unga unga kuungana. Mvura yegungwa yakati dzuu kumira sechidziro. Mvura zhinji pakati pegungwa yakanyatsoti twi kumira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokufema kwemhino dzenyu, mvura yakaʋuŋganidzwa pamŋe cete; Nzizi dzikamira dzikaita murwi, Mvura yakadzika yakagwamba mukati meguŋgwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Nokufema kwemhino dzenyu, mvura yakaunganidzwa pamwechete; nzizi dzikamira dzikaita murwi, mvura yakadzika yakagwamba mukati megungwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nehasha dzenyu makangoti furidzei, mvura ndiye unga unga kuungana. Mvura yegungwa yakati dzuu kumira sechidziro. Mvura zhinji pakati pegungwa yakanyatsoti twi kumira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Nehasha dzenyu makangoti furidzei, mvura ndiye unga unga kuungana. Mvura yegungwa yakati dzuu kumira sechidziro. Mvura zhinji pakati pegungwa yakanyatsoti twi kumira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Nokufema kwemhino dzenyu mvura zhinji yakaita murwi. Mvura yamasaisai yakamira yakasimba semadziro; mvura yakadzika yakaungana mukati megungwa. See the chapter |