Eksodo 15:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Miriamu akashaura vachiti; “Imbirai Tenzi nokuti akurira, akurira zvino mukurumbira, ngoro dzehondo navachairi vacho azviti mugunwa bvuva bvuva.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Miriami akaʋapindura, akati: Imbirai Jehova, nokuti wakasimuka nesimba rake; Wakakandira biza nomutaȿi waro muguŋgwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Miriami akavapindura akati, “Imbirai Jehovha, nokuti akasimuka nesimba rake; akakandira bhiza nomutasvi waro mugungwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Miriamu akashaura vachiti; “Imbirai Tenzi nokuti akurira, akurira zvino mukurumbira, ngoro dzehondo navachairi vacho azviti mugunwa bvuva bvuva.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Miriamu akashaura vachiti; “Imbirai Tenzi nokuti akurira, akurira zvino mukurumbira, ngoro dzehondo navachairi vacho azviti mugunwa bvuva bvuva.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Miriamu akavaimbira akati: “Imbirai Jehovha, nokuti anokudzwa zvikuru kuru. Bhiza nomutasvi waro akazvikanda mugungwa.” See the chapter |