Eksodo 15:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndudzi dzavanhu dzakazvinzwa dzikadedera zvikuru, vaFirisitia vabatwa nokutya kukuru. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋanhu ʋakanzwa ʋakaɗeɗera, Maɓayo akawira ʋanhu ʋagere Firistia. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Vanhu vakanzwa vakadedera, mabayo akawira vanhu vagere Firisitia. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndudzi dzavanhu dzakazvinzwa dzikadedera zvikuru, vaFirisitia vabatwa nokutya kukuru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndudzi dzavanhu dzakazvinzwa dzikadedera zvikuru, vaFirisitia vabatwa nokutya kukuru. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ndudzi dzichazvinzwa uye dzichadedera; kurwadziwa kuchabata vanhu vokuFiristia. See the chapter |