Eksodo 15:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pana vamwari vose, ndiani angaenzaniswe nemi Tenzi? Ndianiko ano mukurumbira woutsvene semi, ano mukurumbira unotyisa ukadai, muiti wamabasa anoshamisa? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ndianiko wakafanana nemi, Jehova, pakati paʋamŋari? Ndianiko wakafanana nemi paʋukuru bgoʋutȿene, Munorumbidzwa mucityisa, munoita ɀishamiso? See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Ndianiko akafanana nemi, Jehovha, pakati pavamwari? Ndianiko akafanana nemi paukuru hwoutsvene, munorumbidzwa muchityisa, munoita zvishamiso? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pana vamwari vose, ndiani angaenzaniswe nemi Tenzi? Ndianiko ano mukurumbira woutsvene semi, ano mukurumbira unotyisa ukadai, muiti wamabasa anoshamisa? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Pana vamwari vose, ndiani angaenzaniswe nemi Tenzi? Ndianiko ano mukurumbira woutsvene semi, ano mukurumbira unotyisa ukadai, muiti wamabasa anoshamisa? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “Ndianiko pakati pavamwari akaita semi, imi Jehovha? Ndiani akaita semi, paumambo noutsvene, mukubwinya kunotyisa, anoita zvishamiso? See the chapter |