Eksodo 14:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Farao akarongedzera ngoro yake akakukuchana nehondo yake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino akagadzira ŋgoro yake, akaenda naʋanhu ʋake; See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Zvino akagadzira ngoro yake, akaenda navanhu vake; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Farao akarongedzera ngoro yake akakukuchana nehondo yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Farao akarongedzera ngoro yake akakukuchana nehondo yake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Saka akaita kuti ngoro dzake dzigadzirwe uye akatora hondo yake akaenda nayo. See the chapter |