Eksodo 13:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mosesi akatora mapfupa aJosefi akaenda nawo nokuti iye Josefi akanga ati vaIsiraeri vapike kuzoita izvozvi achiti, “Ndinoziva kuti Mwari achauya kuzokununurai, zvino kana moenda takurai mapfupa angu muendewo nawo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Mosesi akatora mafupa aJosefa, akaenda nawo; nokuti wakaŋga apikisa ʋana ʋaIsraeri, aciti: Ɀirokwaɀo Mŋari ucakushanyirai, mucabva pano, mugoenda ʋo namafupa aŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Mosesi akatora mapfupa aJosefa, akaenda nawo; nokuti akanga apikisa vana vaIsiraeri, achiti, “Zvirokwazvo Mwari achakushanyirai, muchabva pano, mugoendawo namapfupa angu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mosesi akatora mapfupa aJosefi akaenda nawo nokuti iye Josefi akanga ati vaIsiraeri vapike kuzoita izvozvi achiti, “Ndinoziva kuti Mwari achauya kuzokununurai, zvino kana moenda takurai mapfupa angu muendewo nawo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Mosesi akatora mapfupa aJosefi akaenda nawo nokuti iye Josefi akanga ati vaIsiraeri vapike kuzoita izvozvi achiti, “Ndinoziva kuti Mwari achauya kuzokununurai, zvino kana moenda takurai mapfupa angu muendewo nawo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Mozisi akatora mapfupa aJosefa nokuti Josefa akanga aita kuti vanakomana vaIsraeri vapike mhiko. Akanga ati, “Zvirokwazvo Mwari achakubatsirai, uye ipapo munofanira kutakura mapfupa angu kubva panzvimbo ino.” See the chapter |