Eksodo 13:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Izvozvi zvichaita sechiyeuchidzo chiripamaoko enyu kana kuti pahuma dzenyu chokuti Tenzi akatiburitsa muIjipiti nesimba rake guru.’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ici cicaʋa ciratidzo paruʋoko rwako, norundanyara pameso ako; nokuti Jehova wakatiɓuɗisa paEgipita noruʋoko runesimba. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Ichi chichava chiratidzo paruoko rwako, norundanyara pameso pako; nokuti Jehovha akatibudisa paIjipiti noruoko rune simba.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Izvozvi zvichaita sechiyeuchidzo chiripamaoko enyu kana kuti pahuma dzenyu chokuti Tenzi akatiburitsa muIjipiti nesimba rake guru.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Izvozvi zvichaita sechiyeuchidzo chiripamaoko enyu kana kuti pahuma dzenyu chokuti Tenzi akatiburitsa muIjipiti nesimba rake guru.’ ” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Uye chichava chiratidzo paruoko rwako nerundanyara pahuma yako kuti Jehovha akatibudisa kubva muIjipiti noruoko rune simba.” See the chapter |