Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 12:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ngavarege kuidya iri mbishi kana kuita yokubika nemvura, asi ngavaite yokugocha. Ngavaigoche yakadaro nomusoro wayo namakumbo ayo nezvomukati zvayo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Regai kuidya isanhi yaibva, kana yakaɓikwa nemvura, asi yakagocwa pamŋoto; musoro waro namakumbo aro pamŋe cete noʋura bgaro.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Regai kuidya isina kuibva, kana yakabikwa nemvura, asi yakagochwa pamoto musoro waro namakumbo aro pamwechete noura hwaro.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ngavarege kuidya iri mbishi kana kuita yokubika nemvura, asi ngavaite yokugocha. Ngavaigoche yakadaro nomusoro wayo namakumbo ayo nezvomukati zvayo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Ngavarege kuidya iri mbishi kana kuita yokubika nemvura, asi ngavaite yokugocha. Ngavaigoche yakadaro nomusoro wayo namakumbo ayo nezvomukati zvayo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Musadya nyama iri mbishi kana yakabikwa mumvura, asi mugoche pamoto, musoro, makumbo uye nezvomukati.

See the chapter Copy

Eksodo 12:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements