Eksodo 12:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 VaIsiraeri vakarongedza midziyo iyoyo yaiva nemikanyiwa yechingwa yakanga isina mbiriso. Vakaputira midziyo muhanzu dzavo vakaitakura pamapfudzi avo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ʋanhu ʋakatora mukanyiwa waʋo, usati waʋiriswa, nemidziyo yaʋo yokukanyira yakaputirwa muŋguʋo dzaʋo pamafudzi aʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Vanhu vakatora mukanyiwa wavo, usati waviriswa, nemidziyo yavo yokukanyira yakaputirwa munguo dzavo pamafudzi avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 VaIsiraeri vakarongedza midziyo iyoyo yaiva nemikanyiwa yechingwa yakanga isina mbiriso. Vakaputira midziyo muhanzu dzavo vakaitakura pamapfudzi avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 VaIsiraeri vakarongedza midziyo iyoyo yaiva nemikanyiwa yechingwa yakanga isina mbiriso. Vakaputira midziyo muhanzu dzavo vakaitakura pamapfudzi avo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Saka vanhu vakatora mukanyiwa wavo usati waiswa mbiriso, vakatakura pamapfudzi avo mumidziyo yokukanyira vakazviputira mumicheka. See the chapter |