Eksodo 12:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Vana venyu vakazokubvunzai kuti, ‘Ko mabiko aya anoreveiko?’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino kana ʋana ʋenyu ʋakati kwamuri: Ƃasa iri rinoti kuɗiniko? See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Zvino kana vana venyu vakati kwamuri, ‘Basa iri rinoti kudiniko?’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Vana venyu vakazokubvunzai kuti, ‘Ko mabiko aya anoreveiko?’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Vana venyu vakazokubvunzai kuti, ‘Ko mabiko aya anoreveiko?’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Uye pamuchabvunzwa navana venyu vachiti, ‘Zvinoreveiko izvi kwamuri?’ See the chapter |