Eksodo 12:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kana mazosvika kunyika yamakatsidzirwa kupiwa naTenzi, chengetai zuva guru irori. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino kana mucizoȿika panyika yamucapiwa naJehova, seɀaakakupikirai, muceŋgete ɓasa iri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Zvino kana muchizosvika panyika yamuchapiwa naJehovha, sezvaakakupikirai, muchengete basa iri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kana mazosvika kunyika yamakatsidzirwa kupiwa naTenzi, chengetai zuva guru irori. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Kana mazosvika kunyika yamakatsidzirwa kupiwa naTenzi, chengetai zuva guru irori. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Pamunopinda munyika yamuchapiwa naJehovha sezvaakavimbisa, mucherechedze chirevo ichi. See the chapter |